Taona Anotaura Nyaya (Taona Tells a Story) is a delightful Shona-language childrenÕs book about adventure, family, and cultural pride. Taona, a lively five-year-old, explores the beautiful landscapes of Zimbabwe and along the way highlights the beauty of family connections, the wonders of nature, and the excitement of discovering new places.
Perfect for families looking to preserve the Shona language and celebrate African traditions, this book is a wonderful tool for cultural education.
Why YouÕll Love This Book:
~ Celebrate the richness of Shona culture and traditions
~ Perfect for bilingual families and children in the diaspora
~ Beautifully illustrated to inspire curiosity and connection to heritage
Note: This edition is written entirely in Shona. An English-translated version is coming soon!
*****
Taona Anotaura Nyaya inotungamira vana nemhuri mune nyaya inonakidza nezvekufarira mhuri, tsika, uye kufamba kunoshamisa. Taona ane makore mashanu, ane hanya nekufarira kuongorora nyika yake. Anotaurira nezverwendo rwakanakisisa rwakaitwa nekutamba, kukwira matombo eDomboshava uye zvakawanda zvakare.
Yakakodzera:
~ Kupemberera tsika dzechiShona
~ Vana vemuDiaspora vanoda kudzidza mutauro wechiShona
~ Nyaya dzinokurudzira vana kuziva nekufarira tsika dzenyika yavo
Cherechedzo: Nyaya iyi yakanyorwa muchiShona chete izvozvi. English edition iri kuuya munguva pfupi!